Usaneta

Wava wega

Kubuda kwezuva mufaro uchauya
Ewuwe nyarara
aahambokusiye uchiparara

I know you are crying
(Nyangwe zvikanzi zvarema)
Tears ain't drying uneronda muhana
I know you are trying
Unosvikepi uchichema

Wakakosha uchafara ramangwana zvichanaka

Pamberi pevanhu unenge uchiseka
Wava wega wotanga kuchema
Wava wega
Unovanza Pamberi pevanhu unenge unenge uchiseka
Wava wega wotanga kuchema
Wava wega

Chandinoziva kubuda kwezuva mufaro uchauya Usaneta
Mwari vanokunzwa Usaneta
Usaneta kubuda kwezuva mufaro uchauya
Usaneta ramba uchizama Usaneta

Panopera rima ziva kuti panouya chiedza(Chiedza) Nyangwe zvikaramba pekutanga ramba uchiedza (Chiedza)
Zvingatora nguva asi rako Zuva richatsvika
Saka shinga Ehhh

Pamberi pevanhu unenge uchiseka
Wava wega wotanga
kuchema
wava wega
Unenge uchiseka
Wava wega wotanga kuchema wava wega

Chandino ziva kubuda kwezuva mufaro uchauya ohhhhh
Kubuda kwezuva mufaro uchauuuyaaa Ohhh

Chandino ziva kubuda kwezuva mufaro uchauya Usaneta
Mwari vanokunzwa Usaneta
Kubuda kwezuva mufaro uchauya
Ramba uchizama usaneta

Kana nesuwo takabvaka nemo
Usatiwone takadai Memo Takabikwa tikatoibva nayo nhamo
Fanika zvangu zviri worse ndakazvarirwamo (well)
Asi nenyasha
Takazozobudamo
Kana newewo takatobikwa Tikatoibvawo nayo nhamo Asi nekuda kwenyasha Takazobudamo.

Pamberi pevanhu unenge uchisekaaa iweweee heeeheee
Pamberi pevanhu unenge uchiseka iwewe (iwewe)
Chandino ziva kubuda kwezuva
Mufaro uchauuuyaaa u
Usaneta
Mwari vanokunzwa Usaneta
Usaneta kubuda kwezuva mufaro uchauya usaneta ramba uchizama usaneta
Usaneta kubuda kwezuva mufaro uchauya usaneta ramba uchizama usaneta



Credits
Writer(s): Mcdonald Sheldon, Rashid Maulana, Apostle Sean
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link