Kutidzorera Mashure

Okay my name is Mr Sibiya
And i will be with you today
Saka relaxeryi henyu and feel comfortable
So wassup
Ummm, one two, one two
NOP

Ey, Ko tikambomuka tichiverenga mablessings
Kwete kindiverengera mhosva dzandinadzo
Kwete kundiwedzerera nhamo dzandinadzo
Kwete kundidururira hasha dzaunadzo
Zvakuita kunge ndiri munhu asingagone
Why? 'Coz pese pandogona hauchaone
Zvakuita kunge uri munhu asingapore
Zvakuita kunge uri munhu asinga tadze

But tese toziya hausi perfect, tese tiri nani
Small issue wakutangudza mahwani, wakati wakandiregerera wani
Unozviziva wani, hapana ari perfect, Tese tiri nani
Inga wani ndokukavhira mahwani
Nguva zhunji chokutadzisa kufara kutarisa tunyaya twekudhara

Unenge uchitidzorera kumashure,yeah (dzorera kumashure yeah)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure(dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)

Dai zvaibvira taidzokera madays ekutanga tanga
Pawaiti wakandifunga waifara
Izvezvi ndakufunga ndokumara 'coz, everyday unofunga Nyaya dzandopara
Wadii kumbofunga pandozama
Wadii kumbofunga makore atafamba tiri tese, tavanhu vehukama

Wadii kumbotarisa kuti newe hausi perfect, newe uri nani
Small issue wakutangudza mahwani, wakati wakandiregerera wani
Unozviziva wani Hapana ari perfect, Tese tiri nani
Inga wani ndokukavhira mahwani
Nguva zhunji chokutadzisa kufara kutarisa tunyay twekudhara

Unenge uchitidzorera kumashure,yeah (dzorera kumashure yeah)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure(dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)

'Coz Hapana ari perfect, tese tiri nani
Small issue wakutangudza mahwani, wakati wakandiregerera wani
Unozviziya wani, Hapana ari perfect, Tese tiri nani
Inga wani ndokukavhira mahwani
Nguva zhunji chokutadzisa kufara kutarisa tunyay twekudhara

Unenge uchitidzorera kumashure,yeah (dzorera kumashure yeah)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure(dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)
Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure)
Dzorera kumashure (dzorera kumashure)



Credits
Writer(s): Nkosilathi Sibiya
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link