Kazevezeve

(Kazevezeve)(ndiwe)
(Kazevezeve)(ndiwe)

Kutaura chokwadi mwana hauna kumira bho
Runako rwako chokwadi kunge rwevanhu 4
Dai kunaka kuri sport bhebhi utori ziPro
Usandivharira door, leaving me out in the cold
Ndiise muMoyo mako coz I know it's really warm
Rudo rwako runodziya runopinda chero muBone
Yu Got me feeling different girl u got me in the zone
Chido chemoyo wangu got me goin psycho
Wandivhiringudza pfungwa dzangu
Uri chidhumo Masendeke waba moyo wangu
Pandakuona watorova kuti pangu pangu
Ndiwe ngirozi yandinogaroona muhope dzangu, NDIWE

Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Chokwadi ukandivhunza zvevamwe handivaziye
Nekuti akayenda nemoyo wangu NDIWE
Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Chokwadi ukandivhunza zvevamwe handivaziye
Nekuti akayenda nemoyo wangu NDIWE

(Tara-rarah)(ohh-ohh)
(Ohh-ohh)(ohh-ohh)
(Tara-rara-rara-rah)
(Tara-rarah)(ohh-ohh)
(Ohh-ohh)(ohh-ohh)
(Tara-rara-rara-rah)

I think zvandaitsvaga ndazviwana
Mwanasikana uri fine jus like mariana
Une smile inonyararidza nyangwe mwana
Ndiri ini unobva wandidzikamisa hana
Shuwa ndingafadze hama
Ndikauya newe pamba
Kuti ugozova makhoti waMai naBaba
We not playing house hatisikuita zvemagaba
Moyo wangu waba ndakutodedxera mbavha

Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Chokwadi ukandivhunza zvevamwe handivaziye
Nekuti akayenda nemoyo wangu NDIWE
Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Kazevezeve kemoyo wangu(NDIWE)
Chokwadi ukandivhunza zvevamwe handivaziye
Nekuti akayenda nemoyo wangu NDIWE

(Tara-rarah)(ohh-ohh)
(Ohh-ohh)(ohh-ohh)
(Tara-rara-rara-rah)



Credits
Writer(s): Howard Saurombe, Edmund Masunda
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link