Mutadzi Ngaaregererwe

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Pane uya wandofungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirawo ararame

Pane uya wandofungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirawo ararame

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndicheneswe

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndirarame

Ndiyeka rusvava, anochema zvamurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbirazve ararame

Ndiyeka rusvava, anochema zvamurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbira ngaararame

Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
Ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame

Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, mukati mehondo?
Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, mukati mehondo?
Varipo here baba, varipiko? Vachauya here baba, kuzotinunura?
Vachauya here baba, riiniko? Vachauya here baba, kuzotinunura?

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingabude seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
Kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

Pane uya wandafungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirazve ararame

Uya uye wandofungira mweya wakaipa
Iye akanditadzira, ndokumbirazve ararame

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndicheneswe

Ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
Zvisi akanditadzira, ndokumbirazve ndirarame

Ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbirazve ararame

Ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
Tendeukai mutarise, tokumbira ngavararame

Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
Ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame

Ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
Ndinoreurura ini reurura, kuti ndicheneswe

Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, kuzotiraramisa?
Muchauya here baba, riiniko? Muchauya here baba, kuzotiraramisa?
Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, mukati mehondo?
Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, mukati mehondo?
Variko here baba, varipiko? Vachauya here baba, kuzotiraramisa?

Credits
Writer(s): Leonard Dembo
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link