Hakuna Medley (No One Like Jesus)

Kana uchida kufamba naJesu
Tanga wanamata
Hakuna chimwe chaungaite
Tanga wanamata×3
Hakuna neumwe×2
Anoziwa nenhamo Jesu
Anotungamira tese
Hakuna umwe kupinda Jesu
Hakuna newumwe×2
Hakuna wakaita saJesu
(Hakuna×2)hakuna akaita saye
(Ha.hakuna uko)hakuna hakuna hakuna
(Ini ndashaya)
(Ndatoshaya wooooo)
(Ndatswaga ndashaya×2)
(Hakusina)
(Ndamanya)ndamanya manya kwese kwese
(Ndatenderera)ndatenderera kwese kwese
(Ndatswagatswaga)kwesekwese
Haku haku hakuna



Credits
Writer(s): Traditional, Joseph K Phillips
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link