Pakitchen

Hear me ah say (hear me ah say)
Ah, di Ninja President
MaNinja (MaNinja)
Hoowo

Hanzi nevamwe tino-liner neBhaibheri
Tichishandisa masasi emuTemberi
But, aiwa baby hariterere

Kusvikira wakwanisa kunyepa
Haukande pa-kitchen
Haukande pa-kitchen
Saka fundira kunyepa
Ukande pa-kitchen
Ndokuti ukande pa-kitchen
Baby, farira manyepo
Ndobva ndakukanda pa-kitchen
Saka baby iwe, daira manyepo
Kuti ini ndikukande pa-kitchen

Rudo mazuvano hapachina fair-fair
Hapachamboda vane chi"I don't care"
Pakunyatsoda muNinja anokwanisa kuruka munhukadzi wake pasina kugeda-geda
Pasina pressure, aiwa pasina mweya
Mbijana, mbijana zvako uchiteya
Ukazoda kuzviita mu-genuine, panosangana vakadzi vanokunyeya
Saka

Usawanza chi-Samaritan
Usawanza chi-Samaritan
Chokwadi chinokuparadzira imba kunge hurricane
Chinoparadza kunge hurricane
MaNinja
Musawanza chi-Samaritan
Musawanza chi-Samaritan
Chokwadi chinokuparadzira imba kunge hurricane
Chinoparadza kunge hurricane

Ehe, kana rwurimi rwako rusina buyer
Mababy anongouya vachivhaya
Wedzera spice paunosasa nyaya
Rikanyemwerera baby, chachaya
Usambotyira kure, mhanya wotrya
Kana wawana chimoko chawa-admire
Panoda sasi seunonyengetedza buyer
Bigman vakutipa, vavakuvhaya

Hanzi nevamwe tino-liner neBhaibheri
Tichishandisa masasi emuTemberi
But, aiwa baby hariterere

Kusvikira wakwanisa kunyepa
Haukande pa-kitchen
Haukande pa-kitchen
Saka fundira kunyepa
Ukande pa-kitchen
Ndokuti ukande pa-kitchen
Baby, farira manyepo
Ndobva ndakukanda pa-kitchen
Saka baby iwe, daira manyepo
Kuti ini ndikukande pa-kitchen

Rudo mazuvano hapachina fair-fair
Hapachamboda vane chi"I don't care"
Pakunyatsoda muNinja anokwanisa kuruka munhukadzi wake pasina kugeda-geda
Pasina pressure, aiwa pasina mweya
Mbijana, mbijana zvako uchiteya
Ukazoda kuzviita mu-genuine, panosangana vakadzi vanokunyeya
Saka

Usawanza chi-Samaritan
Usawanza chi-Samaritan
Chokwadi chinokuparadzira imba kunge hurricane
Chinoparadza kunge hurricane
MaNinja
Musawanza chi-Samaritan
Musawanza chi-Samaritan
Chokwadi chinokuparadzira imba kunge hurricane
Chinoparadza kunge hurricane
MaNinja

Musawanza chi-Samaritan
Musawanza chi-Samaritan
Chokwadi chinokuparadzira imba kunge hurricane
Chinoparadza kunge hurricane
MaNinja
Musawanza chi-Samaritan
Musawanza chi-Samaritan
Chokwadi chinokuparadzira imba kunge hurricane
Chinoparadza kunge hurricane

Hanzi nevamwe tino-liner neBhaibheri
Tichishandisa masasi emuTemberi
But, aiwa baby hariterere



Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link