Ziviso

Ziviso huya tinzwanane
Ziviso huya tinzwananewo

Ziviso huya tinzwanane
Ziviso huya tinzwananewo

Misodzi inouya kana ndotarisa
(Ziviso huya tinzwananewo)
Misodzi inouya kana ndotarisa
(Ziviso huya tinzwananewo)

Mufananidzo wako chete wawakandipa
(Ziviso wandityora moyo)
Mufananidzo wako chete wawakandipa
(Ziviso wandityora moyo)
Uri reza yemoyo wangu inocheka kwese
(Ziviso wandicheka moyo)

Ziviso huya tinzwanane
Ziviso huya tinzwananewo

Ziviso huya tinzwanane
Ziviso huya tinzwananewo mudiwa

Ndakataura naye ndega
Iye Ziviso akati, "Huya tinzwananeka"
Ndakataura naye ndega
Iye Ziviso akati, "Huya tinzwanane mudiwa"
Chembere dzemazuva ano
Munorweiko parudo rwavana vacheche?
Chembere dzemazuva ano
Munorweiko parudo rwavana vacheche?

Amai vangu vasikana
Makaite basa makandizvarira mabasa
Amai vangu chimhandara
Makaite basa makatizvarira mabasa

Makaita zvenyu mhai



Credits
Writer(s): Barura Express, Leonard Dembo
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link