Zvineita Tikudzwe (Live at Pakare Paye)

Haasi makomo arimberi atingagona kukwira aneita tikudzwe
Asi nzizi dzamakayambuka pasina zambuko ndedzineita ukudzwe

Maitiro ako anhasi anekoka rukudzo mangwana
Maitiro ako anhasi aneumba chiremerera mangwana

Hakusi kwatakananga asi kwatakafamba, ndekuneita ukure
Oo babawe

It's not really what we achieve, but what we overcome
Ndezvineita ukudzwe

Maitiro ako anhasi anekoka rukudzo mangwana (oh mangwana)

Maitiro ako anhasi aneumba chiremerera mangwana (oh babawe kani)

Hazvisi zvatakashuwira asi zvatakakunda ndezvineita ukure
Eh babawe kani

Hazvisi zvatakagona asi zvatichagona ndezvineita ufambe
Oh babawe kani, umm babawe kani maitiro ako iwe
Maitiro ako anhasi (anhasi) anekoka rukudzo mangwana (oh mangwana)
Maitiro ako anhasi aneumba chiremerera mangwana

Tatenda very much, thank you stereki



Credits
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link