Tauraya rudzi rwedu

Hama kani hama weee
Hama kani tauraya rudzi rwedu
Hama kani hama weee
Hama kani tauraya rudzi rwedu

Pane chirwere chirimurudzi rwedu vatema
Chirwere chacho abudirira tinouraya
Avekuda kuratidza ruzivo tinouraya
Avekuda kusimudzira rudzi tinouraya

Veduwe vanhu vapera mumabasa umu
Vanhu vakutya kuratidza ruzivo rwavo
Hatikwanisi kusimudzirana vanhu vatema
Saka tichigara tirivanhu vekupemha

Vese vakafa vakafira ruzivo rwavo
Vese vakafa vakafira kugona basa

Hama kani hama weee
Hama kani tauraya rudzi rwedu
Hama kani hama weee
Hamakani tauraya rudzi rwedu

Pane chirwere chirikurudzi rwedu vatema
Chirwere chacho abudirira tinouraya
Avekuda kuratidza ruzivo tinouraya
Avekuda kusimudzira rudzi tinouraya

Veduwe vanhu vapera mumabasa umu
Vanhu vakutya kuratidza ruzivo rwavo
Hatikwanisi kusimudzirana vanhu vatema
Saka tichigara tirivanhu vekupemha

Vese vakafa vakafira ruzivo rwavo
Vese vakafa vakafira kugona basa
Inga zvinosiririsa kani varume
Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe

Inga zvinosiririsa kani varume
Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe

Ha-a-a veduwe hona veduwe
Ha-a-a veduwe inga veduwe

Hama kani hama weee
Hama kani tauraya rudzi rwedu
Hama kani hama weee
Hama kani tauraya rudzi rwedu

Pane chirwere chirikurudzi rwedu vatema
Chirwere chacho abudirira tinouraya
Avekuda kuratidza ruzivo tinouraya
Avekuda kusimudzira rudzi tinouraya

Veduwe vanhu vapera mumabasa umu
Vanhu vakutya kuratidza ruzivo rwavo
Hatikwanisi kusimudzirana vanhu vatema
Saka tichigara tirivanhu vekupemha

Vese vakafa vakafira ruzivo rwavo
Vese vakafa vakafira kugona basa
Inga zvinosiririsa kani varume
Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe
Inga zvinosiririsa kani varume
Inga zvinopisa tsitsi kani veduwe
Ha-a-a veduwe hona veduwe
Ha-a-a veduwe inga veduwe



Credits
Writer(s): Marshall Munhumumwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link