Magetsi

Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo

Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo
Hazvina basa
Ndiribho
Handina mari
Ndizvo
Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo
Hazvina basa
Ndiribho
Handina mari
Ndizvo

Ndinofara
Ndinofara

Ini handitsamwe
Ini handitsamwe

Ggha Magetsi mhani

Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo
Hazvina basa
Ndiribho
Handina mari
Ndizvo
Hazvina mvura
Ndiribho
Ndinenzara
Ndizvo
Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo

Ndinofara

Zvirikufaya

Ini handitsamwe
Ini handitsamwe

Yah
Yah

Zvakanaka zvakadaro
Zvakanaka zvakadaro
Zvakanaka zvakadaro
Zvakanaka zvakadaro

Iyah

Ini handitsamwe
Ini handitsamwe

Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo
Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo
Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo
Handina magetsi
Ndiribho
Handina magetsi
Ndizvo



Credits
Writer(s): Christopher Van Der Walt
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link