Mibvunzo

Bvuma
Hauna minduro
Mira kunyepera zvaurikuita
Bvuma
Warasikaseni
Hausi kuziva kwaurikuenda
Bvuma
Hauna minduro
Mira kunyepera zvaurikuita
Bvuma
Warasikaseni
Hausi kuziva kwaurikuenda

Usa zvinyepera
Handidi kuzvinyepera
Usa zvinyepera
Handidi kuzvinyepera
Usa zvinyepera
Handidi kuzvinyepera
Usa zvinyepera
Handidi kuzvinyepera

Ndiri kuziva
Zvandiri kutsvaga asi
Handizive
Handizive kuti chii
Ndiri kuziva
Zvandiri kutsvaga asi
Handizive
Handizive kuti chii

Bvuma
Hauna minduro
Mira kunyepera zvaurikuita
Bvuma
Hauna minduro
Mira kunyepera zvaurikuita

Usa zvinyepera
Handidi kuzvinyepera
Usa zvinyepera
Handidi kuzvinyepera
Usa zvinyepera
Handidi kuzvinyepera

Ndiri kuziva
Zvandiri kutsvaga asi
Handizive
Handizive kuti chii
Ndiri kuziva
Zvandiri kutsvaga asi
Handizive
Handizive kuti chii
Yah

Kuti chii
Kuti chii
Kuti chii



Credits
Writer(s): Christopher Van Der Walt
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link