Jeri

Vanondibvunza kuti, "Wakambopinda mujeri here?"
Ndinopindura kuti "Ndichirimo
Ndiri kuzama kuti ndi-ndibudewo, ndibudemo, ndibudemo, ndibude"
Nhai vedu, veduwe kudii?
Iwe iwe, Simplex Music

Pasi pane mhondi
Pasi pano pane njodzi
Harisi jeri-ba, kuipa kwaro jeri
Pasi pane mbavha, varoyi vakawanda
So harisi jeri, kuipa -ba

Jeri racho rakambodii?
Umboripiko Pharoah?
Warova nei kudaro?
Hazvidi kudaro
Zvese zvine nharo
Ndokuona nguvai, mangwanani, masikati kana manheru?

Chisveru kana chamuhwandehwande
Usavande uchidaro
Pasi pane mhondi
Pasi pano pane njodzi
Harisi jeri-ba, kuipa kwaro jeri
Pasi pane mbavha, varoyi vakawanda
So harisi jeri, kuipa-ba

Jeri racho rakambodii?
Huyaiwo, kuuya kwaro, kubuda kwaro, budaiwo
Zuva iro, kuuya kwaro, kubuda kwaro, budaiwo
Usaparara wakarara
Wazviona uchiparara wakarara, wazviona

Pasi pane mhondi
Pasi pano pane njodzi
Harisi jeri-ba, kuipa kwaro jeri
Pasi pane mbavha, varoyi vakawanda
So harisi jeri, kuipa-ba

Jeri racho rakambodii?
Umboripiko Pharoah?
Warova nei kudaro?
Hazvidi kudaro
Zvese zvine nharo
Ndokuowa nguvai, mangwanani, masikati kana manheru?

Chisveru kana chamuhwandehwande
Usavande uchidaro
Pasi pane mhondi
Pasi pano pane njodzi
Harisi jeri-ba, kuipa kwaro jeri (jeri rakambodii?)
Pasi pane mbavha, varoyi vakawanda
So harisi jeri-ba, kuipa-ri racho rakambodii?)

Pasi pane mhondi
Pasi pano pane njodzi
Harisi jeri-ba, kuipa kwaro jeri (jeri racho rakambodii?)
Pasi pane mbavha, varoyi vakawanda
So harisi jeri-ba, kuipa-ba
Jeri racho rakambodii?



Credits
Writer(s): Obey Makamure
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link