Chamakuvangu

Chama-! Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
(Maselo pabeat-a)
Chamakuvangu!
Chama-! Chamakuvangu!

Dhele! Ngiriri! Hallo?
Vasvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Kukahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."
Kusvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Kukahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."

Handizirini ndazvitawura
Asi ndini ndazvishaura
Handizirini ndazvisarura
Mwari ndimi manditsaura

Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Uko number one iri one
Ukai-charmer chamakuvangu

From dhaza to top, top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza iknock, knock
Munhu wese anoda goal asi keeper haadi goalie

Nekuti ipapo ndopane, pane zheti rake
Inga dai zvaigona, tese tai-
Asi hazvichagona
Mhururu nemuridzo uko

Vati ndizvozvo chayizvo, ndizvozvo
Iwe wati kudii?
Asi futi hapana, hapana apa
Hapana, hapana, hapana

Wagona, wagona, wagona, wagona
Wagona, wagona, wagona, wagona

Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Uko number one iri one
Ukai-charmer chamakuvangu

From dhaza to top, top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza i-knock, knock
Ucha-overtaker mu-race
Kusiiwa une stress kana wati, "Yes"

Wuchira nawo ese
Mawoko, tipei mawoko, kwatu!
Rega dama rigwadze
Apa chakuti kwatu (ndiyani wangu uyu?)

Chama-! Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chama-! Chamakuvangu!

Dhele! Ngiriri! Hallo?
Wagona, wagona, wagona, wagona
Wagona, wagona, wagona, wagona

Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Uko number one iri one
Ukai-charmer chamakuvangu

From dhaza to top, top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza i-knock, knock

Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Uko number one iri one
Ukai-charmer chamakuvangu

From dhaza to top, top
Kuita kusiya pachokwadi
Handina kupaza i-knock, knock

Chama-! Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chamakuvangu!
Chama-! Chamakuvangu!

Dhele! Ngiriri! Hallo?
Vasvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Kukahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."
Kusvika vachibvunza, "Uyo zita ndiyani?"
Kukahi neavo, "Ndiye Chamakuvangu."

Handizirini ndazvitawura
Asi ndini ndazvishaura
Handizirini ndazvisarura
Mwari ndimi manditsaura

Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarurwa
Vazhinji vakadaidzwa asi vashoma vakasarudzwa
Uko number one iri one
Ukai-charmer chamakuvangu

From dhaza to top, top
Kuita kusiya machokwadi
Handina kupaza i-knock, knock

Credits
Writer(s): Obey Makamure
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link