Kure
For everything that happens in life
There is a season
A right time for everything under heaven
A time to be born
A time to die
A time to plant
A time to collect the harvest
A time to cry
And a time to laugh
A time to mourn
And a time to dance
Hanzi nzira ndiyoyi
Murwendo iyi yatichafamba nayo
Nguva ndiyoyi
Zvatoitika
Mweya iwowu
Wakutosimudzira nguva
Asi nyama ndiyo
Yatichafushira
Asi kuchema ndiko
Nekuti shungu ndidzo
Kunyunyuta ndiko
Mumoyo tinobaikana
Ndangariro dzenguva
Dzataiva tese
Ndidzo dzinotipa shungu
Nekuti bundu iri ari pore
Tabaiwa kani
Samasimba ishe tirivana venyu
Matitongera mutoro
Uyu wamatora ishe
Matirwadzisa kani
Tomboedza kusimbisana kuti zvichanaka
Asi simba chairo atina
Saka tongochema
Tine tariro tichaonana mune rimwe ramazuva
Kunzvimbo yawaenda iri kure
Kuno svika mweya chete chete
Kunyangwe waenda ausi kure
Uchagara uri medu muhana
Ndangariro dzenguva
Dzataiva tese
Ndidzo dzinotipa shungu
Nekuti bundu iri ari pore
Tabaiwa kani
Samasimba ishe
Tirivana venyu
Matitongera mutoro
Uyu wamatora ishe matirwadzisa kani
Hanzi nzira ndiyoyi
Murwendo iyi yatichafamba nayo
Nguva ndiyoyi
Zvatoitika
Mweya iwowu wakutosimudzira nguva
Asi nyama ndiyo
Yatichafushira
There is a season
A right time for everything under heaven
A time to be born
A time to die
A time to plant
A time to collect the harvest
A time to cry
And a time to laugh
A time to mourn
And a time to dance
Hanzi nzira ndiyoyi
Murwendo iyi yatichafamba nayo
Nguva ndiyoyi
Zvatoitika
Mweya iwowu
Wakutosimudzira nguva
Asi nyama ndiyo
Yatichafushira
Asi kuchema ndiko
Nekuti shungu ndidzo
Kunyunyuta ndiko
Mumoyo tinobaikana
Ndangariro dzenguva
Dzataiva tese
Ndidzo dzinotipa shungu
Nekuti bundu iri ari pore
Tabaiwa kani
Samasimba ishe tirivana venyu
Matitongera mutoro
Uyu wamatora ishe
Matirwadzisa kani
Tomboedza kusimbisana kuti zvichanaka
Asi simba chairo atina
Saka tongochema
Tine tariro tichaonana mune rimwe ramazuva
Kunzvimbo yawaenda iri kure
Kuno svika mweya chete chete
Kunyangwe waenda ausi kure
Uchagara uri medu muhana
Ndangariro dzenguva
Dzataiva tese
Ndidzo dzinotipa shungu
Nekuti bundu iri ari pore
Tabaiwa kani
Samasimba ishe
Tirivana venyu
Matitongera mutoro
Uyu wamatora ishe matirwadzisa kani
Hanzi nzira ndiyoyi
Murwendo iyi yatichafamba nayo
Nguva ndiyoyi
Zvatoitika
Mweya iwowu wakutosimudzira nguva
Asi nyama ndiyo
Yatichafushira
Credits
Writer(s): Tapiwa Mulambo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Other Album Tracks
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.