Zvasiyana

Kana ndikatondera
Ndichikura
Ndiri mwana
Apana chandaiziva
Ipapo
Zvaiva nyore zvese zvandaida ndaizviwana
Baba vakashaya
Amai nambuya vaimira mira Kuti zviite

Ipapo pfungwa
Dzaifunga ndikakura
Ndichazvishandura
Amai vachafara neni
Pamwe
Hwaiva hudiki
Zvandave
Nezvandai shuwira
Zvasiyana

Sunga dzisimbe mwanangu
Shingaa
Hupenyu kukwidza gomo
Hupoterera
Sango rinopa aneta
Musodzi haushaye uka punyaira
Pavairera amai musoro ndichigutsirira
Ndaigaya vaingo taura
Apa vaitonditipira havo ndisinga terere

Ipapo pfungwa
Dzaifunga ndikakura
Ndichazvishandura
Amai vachafara neni
Pamwe
Hwaiva hudiki
Zvandave
Nezvandai shuwira
Zvasiyana

Tinosvika here
Save tinosvika here
Zvandave musango ndega
Mudzimu ndiringee eh
Tinosvika here
Mambano pavaitaura ini ndisinga terere
Tinosvika here
Dziva hoye varikuna save
Tinosvika here

Ipapo pfungwa
Dzaifunga ndikakura
Ndichazvishandura
Amai vachafara neni
Pamwe
Hwaiva hudiki
Zvandave
Nezvandai shuwira
Zvasiyana



Credits
Writer(s): Tapiwa Mulambo
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link