Rure Rure

Achitamba achizunza tsoka
Dzikaenda dzinodzoka
Dzika dhandwa dzinoboka
Rikanyura kunodoka

Rure rure
Achitamba achizunza tsoka
Dzikaenda dzinodzoka
Dzikadhadwa dzinoboka
Rikanyura kunodoka

Nhaimi ndiani apisa poto
Garment rangu ramuchoto
Mvura hapana ndane nyota
Nhaimi chii chakashota
Madzima moto usina kubaka
Mapedza mhuri mamirira nhaka
Mapedza nyama mandipa mukaka
Kwandabva kure ndatsika madhaka
Yea
Nditori lit setambo yemagetsi
Trayai kujogger dzingai mafats
Farirai kusimba jimai maweights
Ndine mabars am under arrest
Usandizembere
Sei iwe usingaterere
Coz prolly ndikangotsamwa nhasi manheru unodya nederere
Ndichitetena ganda
Ko nei vanhu vachinditanga
Vanotora pfunde vorikandira kuhanga
Kana zvikanetsa vondigadzira kuna'nga
Haaa
Black suit ndoipfeka mumeeting
Drip drip inopedza masports
Saudze sean kuti kwaita party
Kana ana Holy vano pedza maquarts

Rure rure
Achitamba achizunza tsoka
Dzikaenda dzinodzoka
Dzika dhandwa dzinoboka
Rikanyura kunodoka

Rure rure
Achitamba achizunza tsoka
Dzikaenda dzinodzoka
Dzikadhadwa dzinoboka
Rikanyura kunodoka

Zimu paravara gondo
Khule gogo vada zondo
Kwedu vano gocha gondo
Nyama inotengwa pondo
Takato kwira hande hwedza
Nhasi mukoma ndodziridza
Tepfura nyepfu kunge Hwinza
KO magara madziridza
Padzicha mira muchapfidza
Tauya kuzo bhabhatidza
Haricha paravara Gondo
Vakuto sippa zvavo musombo
Muden mukutambwa pongo
Natsitsi takamakana fongo
Akunditinya muden segonzo
Akutonakwa nezimudonzvo
Picture perfect zvangu ndakapoza
Asingoma tichadziridza
Kana uchigona sasikidza

Rure rure
Achitamba achizunza tsoka
Dzikaenda dzinodzoka
Dzika dhandwa dzinoboka
Rikanyura kunodoka

Rure rure
Achitamba achizunza tsoka
Dzikaenda dzinodzoka
Dzikadhadwa dzinoboka
Rikanyura kunodoka



Credits
Writer(s): Tinodashe Gavi
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link