Uhamba Ngaphi
Muchabaruka mabhachi
Dont ask why its part of the plan
Ndinodzoka na1
Mwana wemutema akakutema ma1
Buda paden makuseni
Pamwe ndodzoka makuseni
Uhamban'api ukuenda kupi
I might be hearding to Canan
Ndozvakataura makuruwani
Tendaka denga rakupa mukana
Chigunwe chimwe chagona kudzvanya
Aihwa marema apa Shoko mukanya
Ndineka issue
Pane kababe kaindi tamba kunge hwishu
Better let me go like Hwinza
Ndinobva kujecha ndakakura namandoza
Hondo ikatanga inopera nemurder
Dai mavaudza kuti Gava rikumedza huhh yeah
Niggers are fly they were sipping Zambezi
Mombe dzemudanga dzakadambura gejo
Vanoda sugar pabase
Dzinozo stickisa vese
Vangazo shoresa tese
Kwatabva kuradha muchidhonza tutambo
Sango rinopa waneta mukana
Kunoku ihorror ikatsi musaga
Hii
Inini handiwombere vadzimu
Inini handinamate mashavi
Once ndazviziva kuty ndiwe imbwa yacho
Unotemwa nemabars svika watobva mazino
Shuwa kundinwisa mukaka wakarungwa
Chembere dzagumhana dzinoda vane vhiri
If we dont vibe ngatigumhanhise zvinhu
Ndadzika midzi
Ndadzura dzimwe
Kwandabva kure
Am counting money with dead peoples faces
They look at me and am looking impatient
Hazvizi bho
Ndikachikanda chinoputikira paul
Ndinoshandisa
Brain
Ndinobhema chamba changu makuseni
Dry mouth unokakata maheu
Coz munowanza action
Madhakwa pavanhu makubuda nepa entrance
You really know ndicharamba ndiri president
You really know kuti ini handina patience
Munowanza action
Madhakwa pavanhu makubuda nepa entrance
You really know ndicharamba ndiri president
You really know kuti ini handina patience
Niggers are fly they were sipping Zambezi
Mombe dzemudanga dzakadambura gejo
Vanoda sugar pabase
Dzinozo stickisa vese
Vangazo shoresa tese
Kwatabva kuradha muchidhonza tutambo
Sango rinopa waneta mukana
Kunoku ihorror ikatsi musaga
Dont ask why its part of the plan
Ndinodzoka na1
Mwana wemutema akakutema ma1
Buda paden makuseni
Pamwe ndodzoka makuseni
Uhamban'api ukuenda kupi
I might be hearding to Canan
Ndozvakataura makuruwani
Tendaka denga rakupa mukana
Chigunwe chimwe chagona kudzvanya
Aihwa marema apa Shoko mukanya
Ndineka issue
Pane kababe kaindi tamba kunge hwishu
Better let me go like Hwinza
Ndinobva kujecha ndakakura namandoza
Hondo ikatanga inopera nemurder
Dai mavaudza kuti Gava rikumedza huhh yeah
Niggers are fly they were sipping Zambezi
Mombe dzemudanga dzakadambura gejo
Vanoda sugar pabase
Dzinozo stickisa vese
Vangazo shoresa tese
Kwatabva kuradha muchidhonza tutambo
Sango rinopa waneta mukana
Kunoku ihorror ikatsi musaga
Hii
Inini handiwombere vadzimu
Inini handinamate mashavi
Once ndazviziva kuty ndiwe imbwa yacho
Unotemwa nemabars svika watobva mazino
Shuwa kundinwisa mukaka wakarungwa
Chembere dzagumhana dzinoda vane vhiri
If we dont vibe ngatigumhanhise zvinhu
Ndadzika midzi
Ndadzura dzimwe
Kwandabva kure
Am counting money with dead peoples faces
They look at me and am looking impatient
Hazvizi bho
Ndikachikanda chinoputikira paul
Ndinoshandisa
Brain
Ndinobhema chamba changu makuseni
Dry mouth unokakata maheu
Coz munowanza action
Madhakwa pavanhu makubuda nepa entrance
You really know ndicharamba ndiri president
You really know kuti ini handina patience
Munowanza action
Madhakwa pavanhu makubuda nepa entrance
You really know ndicharamba ndiri president
You really know kuti ini handina patience
Niggers are fly they were sipping Zambezi
Mombe dzemudanga dzakadambura gejo
Vanoda sugar pabase
Dzinozo stickisa vese
Vangazo shoresa tese
Kwatabva kuradha muchidhonza tutambo
Sango rinopa waneta mukana
Kunoku ihorror ikatsi musaga
Credits
Writer(s): Tinodashe Gavi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.