Ndoenda

Woyeye zvandinetsa
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki

Zuva risati rabuda, ndogadha Munene
Kuzoti rabuda ndava muChegato
Masikati ndendapinda muMasvingo ini
Ndakanzwa kuti kuHarare ndiko kune mari

Woye
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki
Woye
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki

Ndikati ndaneta ndaneta nekutumwa nanasekuru kundari
Zuva richipisa
Zvikatadza muHarare ndopfuurira
Ndoenda kuJoza ndaenda
Ndaenda

Woye
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki

Hona Chengeto mwanangu
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki

Ndichakusuwaivo
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki
Hona ndaenda vakomana
Ndoenda
Ndoenda vakomana handichadzoki

Woyeye zvandinetsa
Mwana wangu Chengeto iwe zvandinetsa
Ndoenda handichadzoki
Ko Chiedza iwe (handichadzoki) zvandinetsa
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Vanhuwe zvandinetsa
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki

Woye zvapresser handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Handichadzoki
Vanhuwe handichadzoki
Ndoenda handichadzoki
Vanhuwe vanhuwe



Credits
Writer(s): Andy Brown
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link