Copyrights

Yo, Layaan
Oskid (KeNako Music)
Gafa kusvika ndafa
Igwe (Igwe)

Paghetto zvinhu hazvina kumira mushe this time (no, no, no)
Asi chichemo changu kumayouths haikonai kumixer necrime (no, no, no)
Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma, akandwa boma
Tiri kutrier, but hakuna kana chiri kufaya
And hamusati maona, hamusati maona
Vanongoti-hire pavanodira voti-fire
Ndaramba, no disguise
Takuda ghetto voice
Toda kupukunyuka nhamo - Tocky Vibes
Handichada zviya zvekuti unondounzira Bhaibheri wobva wanditi nditsanye 40 nights
Ndirini chandiri kungoda kabetter life
Handivhare maziso kusvika ndagetter price
This time ndakasvinura hakuna anondigarisa mudish nekuti handisi satellite

Tisu tine macopyrights enhamo
Asi tinongoseka sengano
Ndisu tinozvi-feeler zviri pano
But, tinongoseka sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, aiwa sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, aiwa sengano

Toshanda 8 to 5
Kutsvaga kurarama hapana zhet mulife
Landlord ndamutiza nhasi date ndi 5
Paghetto pangu zviri kupisa aihwa haisi bhaizi
Zvimoko zvobviswa humhandara neplate yerice
Madhara oda twechidiki achisiya yavo size
Kuvabvunza vanokupindura; 'tichiri boys'
Isu dzatinoti hanzvadzi kwavari ndoma-toys
Vakuru muchidai, ndiyani achapa advice?
Nhamo haina basa nezera kana nebody size
Ndosaka ndati tine mapoverty copyrights
Ndodawo kalife kemudenga kunge Emirates
Bigman

Tisu tine macopyrights enhamo
Asi tinongoseka sengano
Ndisu tinozvi-feeler zviri pano
But, tinongoseka sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, aiwa sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh

Misodzi yochururuka ari kudzingwa mavendor
Nemari yemusika kugwazh ndakaenda
Ini ndotenda vari kutengesa kuriritira mhuri dzavo 365 days dzecalendar
Ndabva ndapinda Glen View ndaona macarpenter
Sando munadzo torai dzimwe idzi makapenga
Kuzama life ijeke kumberi kwatinoenda
Hapasi kubuda zvakawanda, but isu tinotenda
Ndikafunga zvelife yangu ini ndazvi-tormentor
Kungondiudza ndine nungo wandi-offender
Ndiri kuzama kuzvibatanidza zvichiramba maghetto youths hatisi kupretender
Bigman

Tisu tine macopyrights enhamo
Asi tinongoseka sengano
Ndisu tinozvi-feeler zviri pano
But, tinongoseka sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, aiwa sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh

Paghetto zvinhu hazvina kumira mushe this time (no, no, no)
Asi chichemo changu kumayouths haikonai kumixer necrime (no, no, no)
Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma, akandwa boma
Tiri kutrier, but hakuna kana chiri kufaya
And hamusati maona, hamusati maona
Vanongoti-hire pavanodira voti-fire
Ndaramba, no disguise
Takuda ghetto voice
Toda kupukunyuka nhamo - Tocky Vibes
Handichada zviya zvekuti unondounzira Bhaibheri wobva wanditi nditsanye 40 nights
Ndirini chandiri kungoda kabetter life
Handivhare maziso kusvika ndagetter price
This time ndakasvinura hakuna anondigarisa mudish nekuti handisi satellite

Tisu tine macopyrights enhamo
Asi tinongoseka sengano
Ndisu tinozvi-feeler zviri pano
But, tinongoseka sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, aiwa sengano
Oh-oh-oh, oh-oh-oh
Oh-oh-oh, aiwa sengano



Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link