Holiday (feat. Guspy Warrior)
(Mount Zion Music)
(Legendary Musiq)
Ooooh, woah-ooh
Ndiko kufaraka uku
Purezha in bulk
Ooooh, woah-ooh
Takagarira prezha kunge couch
Kusvika maita godo kunge sauti
Everyday kwatiri iholiday
Tofara mangwanani kusvika kusvibe
Paita one chiMafia nechiGafa (oh)
Patinomira purezha hanzi rafa (oh, ooh-woah-oh)
One chiMafia nechiGafa (oh)
Dhanzi ndoparino-kicker fanike mazhaba (oh, ooh-woah-oh)
Tikuchimhanya pachiMafia ndozvatinoita
Paholiday
Saka usashaika patoita zvatinoita
Paholiday
Saka ndati ndiri Gafa kusvika ndafa
Saka purezha harichafa kusvika ndafa
Ndokikisa purezha kunge bhora kuCOSAFA
Musatsvaga recipe yepurezha takashafa
Pane Gafa neMafia
Ziva kuti padziya
To-connecter vanhu senetwork pa-area
Vamwe pavanodaira usasarira
Tinovajambisa sekangaroo paAustralia

Saka ukaona Igwe
Ukaona Warrior ziva kuti hatiite
Pane mafaro hatibve
Tiri pamusoro secarrier saka regai mafans atibigge
Saka ndoda kuchimhanya so
Vachaita dizzy senge vapihwa mambama four
Kupotsana neMafia neGafa une kamunyama so
Ngoma racho rabva rapisa kunge summer so
19 again

Oh, oh
Ooh-woah-oh

Credits
Writer(s): Henry Watford
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.