Mama NaBaba

Hanzi tsveta hapana rwendo apa dzoka
Zvinokupeyi zvichakupeyi
Hanzi tsveta hapana rwendo apa dzoka
Zvinokupeyi zvichakupeyi
Hanzi tsveta hapana rwendo apa dzoka
Zvinokupeyi zvichakupeyi

Hanzi tiza itya nhamo dzoka kumba
Dzoka dzoka dzoka kumba
Hanzi tiza itya nhamo dzoka kumba
Dzoka kumba dzoka kumba
Hanzi tiza itya nhamo dzoka kumba
Dzoka kumba dzoka kumba

Hanzi mwana dzoka dzoka dzoka kumba
Dzoka kumba uchimhanya iwe
Hanzi mwana dzoka dzoka dzoka kumba
Dzoka kumba uchimhanya iwe

Ndiri kubasa zvakutounza unza mukana
Ndirikuunza unza mukana
Ndiri kubasa zvakutounza unza mukana
Ndirikuunza unza mukana

Ndirikushanda zvakutounza unza mukana
Zvakutounza unza mukana
Ndirikushanda zvakutounza unza mukana
Zvakutounza unza mukana

Mama nababa
Mama nababa
Mama nababa
Mama nababa

Kwangu kubasa kupakura zvenzeve zvinodyika
Kwangu kubasa kuridza ridza zvenzeve zvinodyika

Ndirikutsvaga zvakawanda wanda zvigounzamufaro
Ndirikutsvaga parere moyo ndigochengeta mufaro
Ndimangwana ratoyedza ndachibata
Chitima chehupenyu chinokwidzwa gata
Matero ndinosvika ndochengeta kwandabva

Ndotenda minamato yenyu ya-ya-yazvipeputsa
Yazvipeputsa
Ndotenda minamato yenyu ya-ya-yazvipeputsa
Yazvipeputsa

Mama nababa
Mama nababa
Mama nababa
Mama nababa



Credits
Writer(s): Tanaka Chuma
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link