Rudo Ndinarwo
Dai ndiri musikana ndakawanikwa
Ndaingonatamba ikurira sezvakaita mai vangu
Hazvirevi rudo handina kuna baba vandakakura ndisingazive
I mean havana kumbobvira vaenda amai
Makavatumidza mazita hobho hobho
Makavashaisa chiremerera
Dai makangogara kumba kwenyu
Makagutsikana nemhuri yenyu
Makaguta poto yenyu
Dai zvimwe nhasi ndirikunyorera kuna baba varikuzama kuti zviite
Nekuti ndakutsvagai ndakura yamhosva yangu
Makuda kundipondesa nemapfumo nevamwe
Hanzi ndirikutsvaga pfuma
Ini ndangouya ndisina pfungwa dzekuvaudza kuti ndimi Makati sakadzira nhamo
Ndinga vafeelise bad vana seni kuvayeuchidza kuti mudhara
Akatadza kuchengetedza ruchiva rwake
Nezuro kana makamboudzwa kuti ndaksvika ndaida kungodzidziswa bhasikoro
The little things matter
Handina basa nezvandisina kushanda
But I hope mune pressure nechamakashandisa chamakavimbisa
Mukabuda pakati pahwo husiku
Maybe makatiza responsibility
Maybe makatiza bepa nhau
Ndakanzwa kuti munoremekedzwa
Vachangopedza kundipa zvavanga vaunganidza zvezuvairoro
Vakabva vabuditsa mufananidzo bvavatanga kurondedzera
Hanzi handikwanise kutsanangura misodzi
Ndakafunga kuti pamwe zvafira mumoyo
Pavakatanga kuipatsanura kana zvinopfuta moto weparrafin
Zvakanzwa hudzamu hwezwi rakanyrova kana nembwa dzakahukura
Saka vanonditi mwana wemusango ndozvavanondi danhidza
Kubva amai murisango rinogarika
Dai nhingi asina kupisidzira ndipo pakatangira hovhiyo
Saka pano handisi kutsvaga pfuma yekurarama
Asi ndikutsvaga pfuma yekudzosera amai chamakavakanganisira muropa
Mazuva avanga vasina kuzvitarisira saka vaimbozviramba ramba
Kwandinobva hakuna vamwe ndini ndega zai regondo
Saka musava tsvagira maexcuse
Hazvirevi rudo handina kuna baba vandakakura ndisinga zive
Asi ndazokutsvagai ndakura nekuti dambudziko riripo ndimi makarigadza
Hazvirevi rudo handina
Hazvirevi rudo handina
Rudo ndinarwo
Asi ndakaku shayayi
Rudo ndinarwo
Asi makashayika

Credits
Writer(s): Tanaka Chuma
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2024 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.