Mundinamatire

Bata muromo ta-ta-takazvireva
Pakupedzisira sira tobvunzana
Bata muromo ta-ta-takazvireva
Pakupedzisira sira tobvunzana
Avhuna zvihombe ndiani
Avhuna zvikuru ndiani
Pakupedzisira sira tobvunzana
Akupedzisira sira tobvunzana

Saka
Kana mape-e-edzaa
Mundinamatire musandireverere wo
Kana mape-e-edzaa
Mundinamatire musandireverere wo
Kana mapedza nemashoko
Mundinamatire musandireverere wo
Kana mapedza nemashoko
Mundinamatire musandireverere wo

Ndikuzvinzwa kuti muchapererwa saka mukurwa neyi
Ndoziva hamumbofa makazvinzwisisa saka mukubatanidzeyi
Majiri ndeemusango shanje dzakawanda ndedzei
Chisi chako masimba mashoma
Saka chakupa masimba pamusoro pehupenyu hwangu chii
Ndiratidze ndivhunduke
Munhu mumwe chete akahubata ndopfugamira
Ndinotenda mukapfugama mapedza kundireva
Dzangu mobva mareverera
Kana zvine kurimana muganhu
Kandiro kanoenda kunobva kamwe
Uri muvengi wangu ndokunamatira
Not mazuva ese
But I don't forget you keep me in check
Your negative energy inondipa positivity
Mongobata panodzimba tobatsirana
Marwadzwiwa neyi
Mbeu yatokura nyange muti wemusango hauteme zvekumhanya uchitiza ema
Keep on saying hazvina future
tosangana pamutsetse wema cv
Kana mune iri guaranteed yamakagadzira
Angu mazwi batai mhanzi
Angu mazwi batai mhanzi

Kana mape-e-edza
Mundinamatire musandireverere
Kana mapedza nemashoko
Mundinamatire musandireverere
Kana mapedza nemashoko
Mundinamatire musandireverere
Kana mape-e-edza
Mundinamatire musandireverere
Kana mapedza nemashoko
Mundinamatire musandireverere
Kana mapedza nemashoko
Mundinamatire musandireverere



Credits
Writer(s): Tanaka Chuma
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link