Chandokumbira

Prophesy
Prophesy
Prophesy

Prophesy
Prophesy
Prophesy

Gogodza ukasadzokera vanovhura
Tsvaga tsvaga ukanatsoona uchawana
Munamato wemazuva ekutanga ekudzidza nekuunganidza
Chengetedza hukama tendeka tibvisirey zvipfukuto matura tapedza kuvaka
Chengetedzay tsime renjere risapwe
Toregedza kurwa tirwire panobuditsa chekudya nekuchengetedza homwe dzedu
Kunyanya patinokwidzwa ndege yemashanga tizive pane zvigarozvedu

Chandokumbira kumbira kumbirawo
Ndinzweiwo kuchema kana mambo
Mubvise bvise hudyi panezvandawana
Pane zvandabata ndiunganidzewo
Kukumbira kumbira kumbirawo
Kukumbira kumbira kani mambo
Pamatokomborera vamwe neniwo
Musandi siye siye

Chandokumbira kumbira kumbirawo
Ndinzweiwo kuchema kana mambo
Mubvise bvise hudyi panezvandawana
Pane zvandabata ndiunganidzewo
Kukumbira kumbira kumbirawo
Kukumbira kumbira kani mambo
Pamatokomborera vamwe neniwo
Musandi siye siye

Kune vanonzwa
Kune vanonzwa
Ndavakuda zvese chidimbu chechazvandinorota
Semunhu arikuzvishandira muzvikamu nekunzwisisa kuzara kwayo nguva
Ndomunamato wangu
Zvinonzi zvaunobata nemaoko ako
Pakutanga ranga ririshoko chandataura nemuromo wangu
Mubate rurimi kamoto kamberevere ndisazviparadze nekureva zvakaipa
Ndigare mukugutsikana kwangu
Tinga dai takarasa tariro
Dai patakachengetera chiroto pakapinda kusazviminipisa
Handimbochisiye ndirikunatsa kupedzwa simba nadelilah pavacharidza muridzo
Ziso rigute kana ndirimucheche wekuchengeta mumaziso enyu dzungu rangu muriunganidze
kuripisira panezvimwe kana mambondisakurira kusvika pandasvika apa
Nzira dzirongwe nemi samazuva ese
Mbiri yodzoka kwamuri
Matipeputsira chinangwa kwete kungwara
Matsimba ago jeka, vaneziso patiri vagowana chekudzidza
Pandiri makadana ndikadaira

Kune vanonzwa
Kune vanonzwa

Chandokumbira kumbira kumbirawo
Ndinzweiwo kuchema kana mambo
Mubvise bvise hudyi panezvandawana
Pane zvandabata ndiunganidzewo
Kukumbira kumbira kumbirawo
Kukumbira kumbira kani mambo
Pamatokomborera vamwe neniwo
Musandi siye siye

Chandokumbira kumbira kumbirawo
Ndinzweiwo kuchema kana mambo
Mubvise bvise hudyi panezvandawana
Pane zvandabata ndiunganidzewo
Kukumbira kumbira kumbirawo
Kukumbira kumbira kani mambo
Pamatokomborera vamwe neniwo
Musandi siye siye



Credits
Writer(s): Tanaka Chuma
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link