Mabhazuka
I hear dat
Bigman
A Vigilance Music
Baby, ayeyeye
Baby iwe
MaNinja
Hoowo
Nyangwe vakauya vaine mabazooka (bazooka)
Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka)
Handikusiye, ini handikusiye
Tichatochata, vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka)
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka)
Handikusiye, ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kunge dhabuka
Rudo rwako rwandidzora muhujaya (muhujaya)
Nguva nenguva ndinongogaya (ndinongogaya)
Ndaimboti mudzimai haaite umwechete saamai, haiwa dzaiva nyaya (dzaiva nyaya)
Kusimbisana kwevaishaya (vaishaya)
Pfumo rerudo razondibaya (baya)
Baby, ini newe takasikirwa kugara tese, ngadzisapera dziri nyaya

Usamboterera makuhwa (makuhwa)
Kubva kuna Ishe ndakakupuhwa (ndakakupuhwa)
Baby, ini newe ngatingova chinhu chimwechete dzamara tipinde muguva (muguva)
Ava vanoda kuti tivengane (tivengane)
Vanofarira kuti tinetsane (tinetsane)
Asi baby, rudo rwedu urwu rwabve zera, hakuna kana zvombo zvonoita kuti tipesane (tipesane)

Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
© 2025 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.