Type Yezvimoko

Hear me ah say
Zvimoko
Staira yacho pazvimoko (ah di Ninja President)
Pattern yacho pazvimoko
I hear dat
Bigman

Good yako haisi good yangu
Good yangu haisi good yako
Saka chindisiya ndiine chimoko changu, ini ndinokusiya uiine chako
Hoowo

Munhu nemunhu
Ane type yake pazvimoko (pazvimoko)
Ane type yake pazvimoko (pazvimoko)
Twangu inini
Twese twunoda bhachi nejean
Saka iwewe
Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko)
Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko)
Twunoda masinhi here?
Kana itwotwo twuriko twuzere

Chinoyenda chichidzoka ndechaRoki
ChaKing Shaddy hachidye Romi
ChaMaskiri chiSugar Mummy
Saka ndibvunza Sniper une vangani?
(Thirty thousand)
Dhafkorera ipa Stunner
ZvaExQ zvimoko zviMasalala
Pane zvimwe zvinokara mabanana
Ndatoona ndezvaJoseph Garakara
Urichimoko chakawandirwa nemari
Bata Nox munoita shamwari
Mukangovhiringana, chinonyepa kumapepa kuti chaikupa yese salary
Zvimoko zvinokicker nekarate ndezvaDino
Zvinokurova kana fight pamhino
Zvinokudyisa fish mhenyu kumaporofita handaifunga zviri nyikadzino

Saka munhu wese
Ane type yake pazvimoko (pazvimoko)
Ane type yake pazvimoko (pazvimoko)
Twangu inini
Twese twunoda bhachi nejean
Saka iwewe
Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko)
Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko)
Twunoda masinhi here?
Kana itwotwo twuriko twuzere

Zvimoko zvidanger ndezvaNasty
Koita zvimwe zvinoda Huku Mukati
Zvekundikatyamadza ndikati; "What!?"
Ndakazvisiya pandakapinda musmart
Zvimoko zvisingade wanga ndezvaTanga
Zvisingaterere zvinhu zvemhanga-mhanga
Zvinoda mari chete
Vakawanda vane mari munogona kuzvi-share semudzanga
Koita zvine misodzi kumeso
Zvakadaro itype yaMacheso
Ndiye ega anogona kuzvibhabhadzira, zvonyarara sepafuura Jeso
Koita twumwe zvinoda mabrother
Ndetwa Munya ndiye Big Brother
Saka munhu wese ane type yake
Hapana guy, hapana tsaga

Munhu nemunhu
Ane type yake pazvimoko (pazvimoko)
Ane type yake pazvimoko (pazvimoko)
Twangu inini
Twese twunoda bhachi nejean
Saka iwewe
Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko)
Ndeipi type yako pazvimoko? (Pazvimoko)
Twunoda masinhi here?
Kana itwotwo twuriko twuzere

Good yako haisi good yangu
Good yangu haisi good yako
Saka chindisiya ndiine chimoko changu, ini ndinokusiya uiine chako

Bigman



Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link