Made in China
MaNi-
Rega ndivaline vanhu ava Layaan
Ah di Master
Hushamwari hwenyu uyuyu hunenge 'Made In China'
Haugare, tikasavaliner ava haudzame
Aiwaka haugare, haugare
Kusimbisana nekugwinyisana uku
Haugare, haugare
Kunyangirana nekudzikisirana uku
Toda mafriends ari genuine
NaMapancho takabva tese munapkin
Tichakura, tichamakana 'Godhabheni'
Ticharnda tese kuchikoro makuseni
Asi mukukura umu ndasangana nevanhu vazhinji, Kwinji
Vandaifungira ishamwari dzangu dzepamoyo, aiwa hadzisi
Ndezvekundicherera guva
Havadi kuti ndione zuva
Vanondida pasi pehuruva
Pamusoro pacho voshongedza namaruva
Ndaramba hushamwari hwenyu uyuyu hunenge 'Made In China'
Haugare, tikasavaliner ava haudzame
Aiwaka haugare, haugare
Kusimbisana nekugwinyisana uku
Haugare, haugare
Kunyangirana nekudzikisirana uku
Usanditumire hushamwari seFacebook
Aiwa Layaan handirarame chikubvuku
Dzimwe shamwari ndedze plastic sechigibhu
Saka ngwarira shamwari kune macrook
Unogona kunyengedzwa nezvekunze, zviri mukati hauzive (hauzive)
Waunoti ndiye mumwe wako iye pachezvake haambozvizive (haambozvizive)
Unoshingirira kuratidza rudo
Nyamba ukurimira makudo
Shamwari dzenhema ngadzibude muno
Mukavhiringana musambodzoka kuno

Tichakura, tichamakana Godhabheni

Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Other Album Tracks
© 2025 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.