Whatsapp

Ndeipi mababy? (Ndeipi?)
Ndoitwa Daddy Bigman
Ndini Ninja President ndirikutsvaga chimoko chichaita First Lady

Uchizviketa une swagga
Usatambise nguva, chitonditsvga
Usatambisirwa nguva namatsaga
Ah di Master

Kana swagga yako iri sharp
Baby, tumira picture kuWhatsapp
Uchizviketa une dhiri, huya kwandiri
Usanditumire wakagara mutub

Saka poser, baby poser
Pakusasa noser, baby noser
Swagga wakipihwa naJehovah
Madinga arikurwadziwa endai munofa
Fanika machisa, baby pisa
Unovawachisa usachityiswa
Uri munight dress, usabvisa
Terera empress, zvonyadzisa

Ndirikutsvaga kachimoko kane straira
Kakanditi; 'Bigman', ndobva ndakadaira (hee?)
Vamwe vese vane vakadzi ini ndasarira
Usazvidya moyo baby kana wandifarira
Torai number dzangu mababy, mondifonera
Zero, nine, one, two, tsvaga pekunyorera
Nine, four, eight, six, zero, kana uri serious yasara yacho unozvinera
Saka mababy, wandichada hakuna achamutorera
Mm-mm, nyangwe zvakaipa mukamupomera
Gen'a ndoinenge iri good yangu
Kanda picture baby unozvionera

Kana swagga yako iri sharp
Baby, tumira picture kuWhatsapp
Uchizviketa une dhiri, huya kwandiri
Usanditumire wakagara mutub

Saka poser, baby poser
Pakusasa noser, baby noser
Swagga wakipihwa naJehovah
Madinga arikurwadziwa endai munofa
Fanika machisa, baby pisa
Unovawachisa usachityiswa
Uri munight dress, usabvisa
Terera empress, zvonyadzisa

Ukatumira heavy photo unogona kuhwina
Baby, tora one uchituhwina
Kana uri paWhatsapp, wotumira
Ndizvionere ndiregere kufungira
Chitora imwe uri pamirror
Rova pose yekwaShakira
Lip gloss ichipenye, ndebvu ndokwenya
Ini ndozvandofarira
Saka baby haikona kusarira
Usati wawanikwa wane pekutangira
Toda varipachokwadi, musangokambira
Vana vechikoro tsvagai kwekutambira
Nekuti munomu
Hatidi twuzvimoko twopfeka mauniform
Tongoda vakuda kutanga dzimba munomu
Hatimboda vanoda kutandadzwa munomu

Kana swagga yako iri sharp
Baby, tumira picture kuWhatsapp
Uchizviketa une dhiri, huya kwandiri
Usanditumire wakagara mutub

Saka poser, baby poser
Pakusasa noser, baby noser
Swagga wakipihwa naJehovah
Madinga arikurwadziwa endai munofa
Fanika machisa, baby pisa
Unovawachisa usachityiswa
Uri munight dress, usabvisa
Terera empress, zvonyadzisa



Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link