Big Spender
Layaan?
Mmhm?
Urikukwata here?
Mhm-mhm
Matsaga toabata here?
I-istandard
Ah di master
Kana vakuru vakataura; 'Natsa kwavabva, kwaunoenda husiku'
Nhai MaNinja
Uyo anokoshiwa kuti akaberekwa
Muna taisireva avakuzviwidza
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Achipinda tonaz makuseni, 2 Piecer
But arikubva paden, zvandityisa
Saka ndamubvunza, handina kuzvinzwisisa
Dai wangotenga loaf, tea warimwisa
But hameno kaclass kawavakuda kuzviisa
Isoup rudziiko yaunozvimwisa?
Chiguy kumatsaga, asi kuMaNinja tokutipa kuti wavakufarisa
Hatingakusiya, taona wakurasika
Tobva takutuner, aiwa gadzirisika
Haukwanisekupa amai vako 5 Rand yekutenga matomati pamusika
Asi kumabhawa vanoziva ukasvika
Zvinhu zvese zvinobva zvatanga kuitika
Mari muhomwe inotanga kukicker-kicker
Asi hauziva kuti kumba chii chavabika
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Kana kuriko kuvamberi, rega ndisare
Layaan chideedza Moms, huya tifare
Zvekubiggwa mumabhawa hazvibhadzre
Totofara pazayan, nhasi hatirare
Vamwe vanhu munondishamisa, hamunyare
Dzimba dzamunobhadara rent hamurare
Munongoita zvanhando chete, hamungware
Isick stayera iyoyo, haigare
Zvirinani muti ndakaomere muguta
Asi kumba kwandabva vanhu vese vakaguta
Ndinongofamba ndiineLiscence neChitupa
Mari ndasiya paden, tinodyira kumba
Hatingochapura-chapura mari kushuga
Pari panhau yemari ini ndinoshupa
Hatingorohwe mari zvenhando ndinobuka
Layaan ukazviitira amai, muguva ndomuka
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Achipinda tonaz makuseni, 2 Piecer
But arikubva paden, zvandityisa
Saka ndamubvunza, handina kuzvinzwisisa
Dai wangotenga loaf, tea warimwisa
But hameno kaclass kawavakuda kuzviisa
Isoup rudziiko yaunozvimwisa?
Chiguy kumatsaga, asi kuMaNinja tokutipa kuti wavakufarisa
Hatingakusiya, taona wakurasika
Tobva takutuner, aiwa gadzirisika
Haukwanisekupa amai vako 5 Rand yekutenga matomati pamusika
Asi kumabhawa vanoziva ukasvika
Zvinhu zvese zvinobva zvatanga kuitika
Mari muhomwe inotanga kukicker-kicker
Asi hauziva kuti kumba chii chavabika
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Mmhm?
Urikukwata here?
Mhm-mhm
Matsaga toabata here?
I-istandard
Ah di master
Kana vakuru vakataura; 'Natsa kwavabva, kwaunoenda husiku'
Nhai MaNinja
Uyo anokoshiwa kuti akaberekwa
Muna taisireva avakuzviwidza
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Achipinda tonaz makuseni, 2 Piecer
But arikubva paden, zvandityisa
Saka ndamubvunza, handina kuzvinzwisisa
Dai wangotenga loaf, tea warimwisa
But hameno kaclass kawavakuda kuzviisa
Isoup rudziiko yaunozvimwisa?
Chiguy kumatsaga, asi kuMaNinja tokutipa kuti wavakufarisa
Hatingakusiya, taona wakurasika
Tobva takutuner, aiwa gadzirisika
Haukwanisekupa amai vako 5 Rand yekutenga matomati pamusika
Asi kumabhawa vanoziva ukasvika
Zvinhu zvese zvinobva zvatanga kuitika
Mari muhomwe inotanga kukicker-kicker
Asi hauziva kuti kumba chii chavabika
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Kana kuriko kuvamberi, rega ndisare
Layaan chideedza Moms, huya tifare
Zvekubiggwa mumabhawa hazvibhadzre
Totofara pazayan, nhasi hatirare
Vamwe vanhu munondishamisa, hamunyare
Dzimba dzamunobhadara rent hamurare
Munongoita zvanhando chete, hamungware
Isick stayera iyoyo, haigare
Zvirinani muti ndakaomere muguta
Asi kumba kwandabva vanhu vese vakaguta
Ndinongofamba ndiineLiscence neChitupa
Mari ndasiya paden, tinodyira kumba
Hatingochapura-chapura mari kushuga
Pari panhau yemari ini ndinoshupa
Hatingorohwe mari zvenhando ndinobuka
Layaan ukazviitira amai, muguva ndomuka
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Achipinda tonaz makuseni, 2 Piecer
But arikubva paden, zvandityisa
Saka ndamubvunza, handina kuzvinzwisisa
Dai wangotenga loaf, tea warimwisa
But hameno kaclass kawavakuda kuzviisa
Isoup rudziiko yaunozvimwisa?
Chiguy kumatsaga, asi kuMaNinja tokutipa kuti wavakufarisa
Hatingakusiya, taona wakurasika
Tobva takutuner, aiwa gadzirisika
Haukwanisekupa amai vako 5 Rand yekutenga matomati pamusika
Asi kumabhawa vanoziva ukasvika
Zvinhu zvese zvinobva zvatanga kuitika
Mari muhomwe inotanga kukicker-kicker
Asi hauziva kuti kumba chii chavabika
Hobho vanhu mutown mabig spender
Kuden macoward
Sandiyo life yavo, varikupretender
Yavo life haina forward
Aiwa twupizza (pizza)
Kuda kubhaiza masister (sister)
But isusu pachiNinja (Ninja)
Tinokutipa uchapfidza (pfidza)
Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Link
Other Album Tracks
© 2025 All rights reserved. Rockol.com S.r.l. Website image policy
Rockol
- Rockol only uses images and photos made available for promotional purposes (“for press use”) by record companies, artist managements and p.r. agencies.
- Said images are used to exert a right to report and a finality of the criticism, in a degraded mode compliant to copyright laws, and exclusively inclosed in our own informative content.
- Only non-exclusive images addressed to newspaper use and, in general, copyright-free are accepted.
- Live photos are published when licensed by photographers whose copyright is quoted.
- Rockol is available to pay the right holder a fair fee should a published image’s author be unknown at the time of publishing.
Feedback
Please immediately report the presence of images possibly not compliant with the above cases so as to quickly verify an improper use: where confirmed, we would immediately proceed to their removal.