View Mirror

Ndosaka ndichifamba ndine rear veiw mirror
Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira
Ah di master
Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira
Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira

Saka Freeman ramba uine staira
Kwamabva mafamba mamaira
Bigman naBanda achistriver
Vane godo vouya vachidisguisa

Chenjera vanouya voti tiri family
Imharadzi nechemukati maenemy
Vanongoziva zita rako nesurname
Havazive kumusha kwako kana tortem
Saka Bhobho
Better ndiende kumusha kwangu zvangu ndinotamba nemakhule angu kana nanagogo
Pane kubhaizwa chiface nemamwe nematsaga patonaz
MaNinja ndazviramba bodo
Layaan Musoja, tarisa Norman naJimmy MaRoja
Chiface chavo hachisi chekupasana fodya
Kunge zvakaitirwa MaNinja naMaSoja

Kubva ipapo ndakafunda
Ndopa kutenda muyedzo ndakakunda
Ndiri pamucheto vanoda kundisunda
Ndinoona zviri behind handife ndakabvunda

Ndinofamba ndine rear veiw mirror (veiw mirror)
Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira
Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira (vobva vakupindukira)
Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira (vobva vakugumbukira)

Saka Freeman ramba uine staira
Kwamabva mafamba mamaira
Bigman naBanda achistriver
Vane godo vouya vachidisguisa

Zvakasiyana muface neshamwari saka ngwara
Ukatadza kuzviziva unomhara
Muface ukamuudza kuti urikurwara
Anongokuti chimbonozama kurara
Asi shamwari inouya nemushonga
Inoziva ukarara unogona kunofa
Pasina mari, rudo rwacho rwainopa
Pakati-kati pemoyo ndipo parunobva
Chenjera vachakuburitsira zino
Shamwari ndidzo dzandinoda parizvino
Handidi kuita zvakaita Willom naDino
Ndakamasiya maface aindiitira chifinho

Kubva ipapo ndakafunda
Ndopa kutenda muyedzo ndakakunda
Ndiri pamucheto vanoda kundisunda
Ndinoona zviri behind handife ndakabvunda

Ndinofamba ndine rear veiw mirror (veiw mirror)
Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira
Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira (vobva vakupindukira)
Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira (vobva vakugumbukira)

Saka Freeman ramba uine staira
Kwamabva mafamba mamaira
Bigman naBanda achistriver
Vane godo vouya vachidisguisa

Chenjera vanouya voti tiri family
Imharadzi nechemukati maenemy
Vanongoziva zita rako nesurname
Havazive kumusha kwako kana tortem
Saka Bhobho
Better ndiende kumusha kwangu zvangu ndinotamba nemakhule angu kana nanagogo
Pane kubhaizwa chiface nemamwe nematsaga patonaz
MaNinja ndazviramba bodo
Layaan Musoja, tarisa Norman naJimmy MaRoja
Chiface chavo hachisi chekupasana fodya
Kunge zvakaitirwa MaNinja naMaSoja

Kubva ipapo ndakafunda
Ndopa kutenda muyedzo ndakakunda
Ndiri pamucheto vanoda kundisunda
Ndinoona zviri behind handife ndakabvunda

Ndinofamba ndine rear veiw mirror (veiw mirror)
Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira
Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira (vobva vakupindukira)
Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira (vobva vakugumbukira)

Saka Freeman ramba uine staira
Kwamabva mafamba mamaira
Bigman naBanda achistriver
Vane godo vouya vachidisguisa



Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link