Hubenzi

Tivatipe (tivatipe)
Tivatipe (tivatipe)
NdezveMaNinja
Ah di master

Huchenjeri hwepasi pano, Layaan kudenga hubenzi (hubenzi)
Achakupa hove asingakufundise kuiraura muvengi (muvengi)
MaNinja chenjerai
Maoko zvaachatambira
Makumbo paachafambira
Chenjerai
Rurimi zvarwuchakabira
Changamuka, haikona kungokambira

Vatinotemba kuti vachatibvisa mune matambudziko
Vachatiwisira mugungwa
Dai tambomira kungobvuma zvataona nemeso edu
Titange tadzikamisa pfungwa
Nekuti Shoko rakanaka semukaka
Zvinondinetsa vamwe vavakurirunga
Haiwa bodo ini ndiroramba
Vanoti vakaponeswa asi vasungwa

Nekuda masaramusi
(Nekuda masaramusi)
Kana muchiti ndokunamata, hakusi
Mbijana-mbijana, Jesu vakafamba nenyurusi
Tinosvika chete hatibate lose

Layaan zvingagoramba nei?
Ivo Ishe tenzi vachitungamira varanda vavo, munozodei?
Satan ambokupei?
Wauonotengesera mweya wawakapihwa pachena naIshe
Imi vanhu munodarirei?
Munoda vanokudai, makomborero edenga mungamapihwirwei?
Vanhu munodarirei?
Hakusi kupusa kuda mhandu yako, mira ndikutipire

Vanhu vavakuda masaramusi kuti vapinde muchurch
Vanhu vakuru nepwere dzakagara kubench
Chimbori chinyi MaNinja?
Aya ndiwo manenji
Bhaibheri rakataura kuti kuchauya vanyengedzi
Saka namatai, kundai muyedzo nemuzira raTenzi
Zadzisai nemabasa, musade kungonamata bedzi
Ungave wakapfeka uniform yeHwisiri kana magarments
Haumbofa wakabhaiza Ishe Tenzi
Idzo church dzomobata sematoilet
Vatipe Jeeperz, kuna Mwari chikwereti
Vanozviona kunge vanoziva stereki
Zvakaoma izvi kunge kundibvisa hat
Vakaipa vese tichavakunda nemunamato
Tichavagezesa maoko fanika Pirato
Tendeuka usazoti wanaiwa, woyeuka bako
Vane nzveve mandinzwa, kana usina hameno zvako

Huchenjeri hwepasi pano, Layaan kudenga hubenzi (hubenzi)
Achakupa hove asingakufundise kuiraura muvengi (muvengi)
MaNinja chenjerai
Maoko zvaachatambira
Makumbo paachafambira
Chenjerai
Rurimi zvarwuchakabira
Changamuka, haikona kungokambira

Vatinotemba kuti vachatibvisa mune matambudziko
Vachatiwisira mugungwa
Dai tambomira kungobvuma zvataona nemeso edu
Titange tadzikamisa pfungwa
Nekuti Shoko rakanaka semukaka
Zvinondinetsa vamwe vavakurirunga
Haiwa bodo ini ndiroramba
Vanoti vakaponeswa asi vasungwa

Nekuda masaramusi
(Nekuda masaramusi)
Kana muchiti ndokunamata, hakusi
Mbijana-mbijana, Jesu vakafamba nenyurusi
Tinosvika chete hatibate lose

Layaan zvingagoramba nei?
Ivo Ishe tenzi vachitungamira varanda vavo, munozodei?
Satan ambokupei?
Wauonotengesera mweya wawakapihwa pachena naIshe
Imi vanhu munodarirei?
Munoda vanokudai, makomborero edenga mungamapihwirwei?
Vanhu munodarirei?
Hakusi kupusa kuda mhandu yako, mira ndikutipire

Huchenjeri hwepasi pano, Layaan kudenga hubenzi (hubenzi)
Achakupa hove asingakufundise kuiraura muvengi (muvengi)
MaNinja chenjerai
Maoko zvaachatambira
Makumbo paachafambira
Chenjerai
Rurimi zvarwuchakabira
Changamuka, haikona kungokambira

Credits
Writer(s): Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com

Link